Zefania 2:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Nyika yokumahombekombe kwegungwa ichava yechitsama chakasara chemba yokwaJudha ichiva mafuro avo uye nomudzimba dzeAshikeroni ndomavacharara zvavo kumanheru nokuti Tenzi, Mwari wavo achange avabvakachira achivadzosera makomborero avo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Mhenderekedzo dzicaʋa dzaʋakasara ʋeimba yaJuda; ʋacafudza’po makwai aʋo; ʋacaʋata pasi maɗekwana mudzimba dzeAshkeroni; nokuti Jehova Mŋari waʋo ucaʋashanyira nokudzosa kutapxa kwaʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Mhenderekedzo dzichava dzavakasara veimba yaJudha; vachafudzapo makwai avo; vachavata pasi madekwana mudzimba dzeAshikeroni; nokuti Jehovha Mwari wavo achavashanyira nokudzosa kutapwa kwavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Nyika yokumahombekombe kwegungwa ichava yechitsama chakasara chemba yokwaJudha ichiva mafuro avo uye nomudzimba dzeAshikeroni ndomavacharara zvavo kumanheru nokuti Tenzi, Mwari wavo achange avabvakachira achivadzosera makomborero avo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Nyika yokumahombekombe kwegungwa ichava yechitsama chakasara chemba yokwaJudha ichiva mafuro avo uye nomudzimba dzeAshikeroni ndomavacharara zvavo kumanheru nokuti Tenzi, Mwari wavo achange avabvakachira achivadzosera makomborero avo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ichava yavakasara veimba yavaJudha; vachawana mafuro ikoko. Mumadekwana vachavata pasi mudzimba dzaAshikeroni. Jehovha Mwari wavo achavachengeta; Achavadzorera pfuma yavo. See the chapter |