Online Bible

- Advertisements -

Zefania 2:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Chikonzero chacho ndechokuti: Gaza iyi ichatizwa uye Ashikeroni ichava dongo zvaro vanhu veAshidhodhi vachadzingwa zuva rakacheka nyika, uye Ekironi ichadzipurwa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Nokuti Gaza ricasiyiwa, Ashkeroni ricaitwa ɗoŋgo; ʋacadziŋga Ashdodi masikati makuru, Ekroni ricadzurwa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

4 “Nokuti Gaza richasiyiwa, Ashikeroni richaitwa dongo; vachadzinga Ashidhodhi masikati makuru, Ekironi richadzurwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Chikonzero chacho ndechokuti: Gaza iyi ichatizwa uye Ashikeroni ichava dongo zvaro vanhu veAshidhodhi vachadzingwa zuva rakacheka nyika, uye Ekironi ichadzipurwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Chikonzero chacho ndechokuti: Gaza iyi ichatizwa uye Ashikeroni ichava dongo zvaro vanhu veAshidhodhi vachadzingwa zuva rakacheka nyika, uye Ekironi ichadzipurwa.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Gaza richasiyiwa uye Ashikeroni richasiyiwa rava dongo. Pamasikati makuru Ashidhodhi richasiyiwa risisina chinhu uye Ekironi radzurwa.

See the chapter Copy

Zefania 2:4

Follow us:

Advertisements

Advertisements