Zefania 2:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Tenzi achavatyisa kwazvo. Hongu achashayisa maturo vamwari vapanyika vese uye marudzi achati kwaari pasi gwadagwa vari kunzvimbo dzavo ikoko. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Jehova ucaʋatyisa kwaɀo, nokuti ucaparadza ʋamŋari ʋose ʋenyika; ʋanhu ʋacamunamata iye, mumŋe nomumŋe acibva panɀimbo yake, naiɀo ɀiwi ɀose ɀendudzi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Jehovha achavatyisa kwazvo, nokuti achaparadza vamwari vose venyika; vanhu vachamunamata iye, mumwe nomumwe achibva panzvimbo yake, naizvo zviwi zvose zvendudzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Tenzi achavatyisa kwazvo. Hongu achashayisa maturo vamwari vapanyika vese uye marudzi achati kwaari pasi gwadagwa vari kunzvimbo dzavo ikoko. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Tenzi achavatyisa kwazvo. Hongu achashayisa maturo vamwari vapanyika vese uye marudzi achati kwaari pasi gwadagwa vari kunzvimbo dzavo ikoko. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Jehovha achava anotyisa kwavari paachaparadza vamwari vose venyika. Ndudzi pamahombekombe ose dzichamunamata, rudzi rumwe norumwe munyika yarwo. See the chapter |