Zefania 2:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Iwoyu ndouchava mubayiro wavo wokuzvikudza kwavo nokuti vaishora nokudadira vanhu vaTenzi wehondo nehondo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ndiɀo ɀaʋacapiwa nokuɗa kwokuɀikudza kwaʋo, nokuti ʋakaɀidza ʋanhu ʋaJehova wehondo nokuɀikudza kwaʋari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 “Ndizvo zvavachapiwa nokuda kwokuzvikudza kwavo, nokuti vakazvidza vanhu vaJehovha wehondo nokuzvikudza kwavari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Iwoyu ndouchava mubayiro wavo wokuzvikudza kwavo nokuti vaishora nokudadira vanhu vaTenzi wehondo nehondo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Iwoyu ndouchava mubayiro wavo wokuzvikudza kwavo nokuti vaishora nokudadira vanhu vaTenzi wehondo nehondo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Izvi ndizvo zvavachawana nokuda kwokuzvikudza kwavo, nokuti vakatuka uye vakadadira vanhu vaJehovha Wamasimba Ose. See the chapter |