Ʋatoŋgi 9:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Madzisekuru ake okwaamai vake vakasuma zvose izvozvi kuvatungamiriri vose vokuShikemu. Vakasarudza kutungamirirwa naAbhimereki nokuti vaiti, “Muzukuru wavo.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino madzisekuru ake akataura mashoko awa ose pamsoro pake, ʋarume ʋeShekemi ʋaciɀinzwa; mŋoyo yaʋo ikaɗa kuteʋera Abimereki, nokuti ʋakati: Ihama yeɗu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Zvino madzisekuru ake akataura mashoko awa ose pamusoro pake, varume veShekemu vachizvinzwa; mwoyo yavo ikada kutevera Abhimereki, nokuti vakati, “Ihama yedu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Madzisekuru ake okwaamai vake vakasuma zvose izvozvi kuvatungamiriri vose vokuShikemu. Vakasarudza kutungamirirwa naAbhimereki nokuti vaiti, “Muzukuru wavo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Madzisekuru ake okwaamai vake vakasuma zvose izvozvi kuvatungamiriri vose vokuShikemu. Vakasarudza kutungamirirwa naAbhimereki nokuti vaiti, “Muzukuru wavo.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Hanzvadzi dzamai vake dzakarondedzerazve zvose izvi kuvagari veShekemu, vakada kutevera Abhimereki, nokuti vakati, “Ihama yedu.” See the chapter |