Ʋatoŋgi 5:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Tenzi ngaarumbidzwe nokuti vakuru vakuru vakatungamirira muIsiraeri uye vanhu vakazvipira nomwoyo unoda. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Kudzai Jehova, Nokuti ʋatuŋgamiriri ʋakatuŋgamirira ʋaIsraeri, Nokuti ʋanhu ʋakaʋuya nokuɗa kwaʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 “Kudzai Jehovha, Nokuti vatungamiriri vakatungamirira vaIsiraeri, Nokuti vanhu vakauya nokuda kwavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Tenzi ngaarumbidzwe nokuti vakuru vakuru vakatungamirira muIsiraeri uye vanhu vakazvipira nomwoyo unoda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Tenzi ngaarumbidzwe nokuti vakuru vakuru vakatungamirira muIsiraeri uye vanhu vakazvipira nomwoyo unoda. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Kana machinda aIsraeri achitungamirira, kana vanhu vachizvipira pachavo Jehovha ngaarumbidzwe!” See the chapter |