Online Bible

- Advertisements -

Ʋatoŋgi 3:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Zvaingoitirwa kuti vezvizvarwa zvaIsiraeri vagoziva hondo, uye kuti adzidzise kurwa vaya vainge vasati vaziva hondo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 nemhaka iyo ɓedzi kuti marudzi aʋana ʋaIsraeri aziʋe, kuti aʋadzidzise kurwa, iʋo ʋasina‐kumboziʋa iɀoɀo pakutaŋga;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 nemhaka iyo bedzi kuti marudzi avana vaIsiraeri azive, kuti avadzidzise kurwa, ivo vasina kumboziva izvozvo pakutanga;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Zvaingoitirwa kuti vezvizvarwa zvaIsiraeri vagoziva hondo, uye kuti adzidzise kurwa vaya vainge vasati vaziva hondo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Zvaingoitirwa kuti vezvizvarwa zvaIsiraeri vagoziva hondo, uye kuti adzidzise kurwa vaya vainge vasati vaziva hondo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 (akaita izvi bedzi kuti adzidzise zvehondo kuzvizvarwa zvavaIsraeri izvo zvakanga zvisina kumborwa hondo):

See the chapter Copy

Ʋatoŋgi 3:2

Follow us:

Advertisements

Advertisements