Ʋatoŋgi 2:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mutumwa waTenzi akati apedza kutaurira vaIsiraeri vose, vanhu vakaridza mhere kuchema. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino mutumŋa waJehova wakati ataura mashoko iwayo kuʋana ʋaIsraeri ʋose, ʋanhu ʋose ʋakacema kwaɀo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Zvino mutumwa waJehovha wakati ataura namashoko iwayo kuvana vaIsiraeri vose, vanhu vose vakachema kwazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mutumwa waTenzi akati apedza kutaurira vaIsiraeri vose, vanhu vakaridza mhere kuchema. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mutumwa waTenzi akati apedza kutaurira vaIsiraeri vose, vanhu vakaridza mhere kuchema. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Mutumwa waJehovha akati ataura zvinhu izvi kuvaIsraeri vose, vanhu vakachema kwazvo, See the chapter |