Ʋatoŋgi 2:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Zvino ini ndinoti, ‘Handichafanokudzingirai vanhu ivava, asi vachava vavengi venyu uye vamwari vavo vari chinhu chakakuteyai.’ ” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Saka ini ndakati ʋo: Handiŋgaʋadziŋgi pamberi penyu; asi ʋacaʋa seminzwa kunhiʋi dzenyu, naʋamŋari ʋaʋo ʋacaʋa ɀisuŋgo kwamuri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Saka ini ndakatiwo, ‘Handingavadzingi pamberi penyu; asi vachava seminzwa kunhivi dzenyu, navamwari vavo vachava zvisungo kwamuri.’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Zvino ini ndinoti, ‘Handichafanokudzingirai vanhu ivava, asi vachava vavengi venyu uye vamwari vavo vari chinhu chakakuteyai.’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Zvino ini ndinoti, ‘Handichafanokudzingirai vanhu ivava, asi vachava vavengi venyu uye vamwari vavo vari chinhu chakakuteyai.’ ” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Naizvozvo zvino ndinokuudzai kuti handichazovadzingi pamberi penyu, vachava minzwa kumativi enyu uye vamwe vavo vachava musungo kwamuri.” See the chapter |