Ʋatoŋgi 2:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Navo ndichaedza vaIsiraeri kuti ndione kuti vachachengeta here gwara raTenzi raifamba madzibaba avo kana kuti kwete.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 kuti ndiidze ʋaIsraeri nadzo, kana ʋaciɗa kuceŋgeta nzira yaJehova, kana ʋaciɗa kufamba’mo, seɀayaiceŋgetwa namadziɓaɓa aʋo, kana ʋasiŋgaɗi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 kuti ndiidze vaIsiraeri nadzo, kana vachida kuchengeta nzira yaJehovha, kana vachida kufambamo, sezvayaichengetwa namadzibaba avo, kana vasingadi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Navo ndichaedza vaIsiraeri kuti ndione kuti vachachengeta here gwara raTenzi raifamba madzibaba avo kana kuti kwete.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Navo ndichaedza vaIsiraeri kuti ndione kuti vachachengeta here gwara raTenzi raifamba madzibaba avo kana kuti kwete.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Ndichavashandisa kuti vaedze vaIsraeri, kuti ndione kuti vachachengeta here nzira yaJehovha vagofamba mairi sezvakaitwa namadzitateguru avo.” See the chapter |