ƲaRoma 9:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Chitsidzo chacho chaiti: “Ndichadzoka nguva yakaita seino iyi, ipapo Sara achava nomwana mukomana.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Nokuti shoko rakapikirwa ndirori: Neŋguʋa yakaita seino ndicaʋuya, Sara ucaʋa nomŋanakomana. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Nokuti shoko rakapikirwa ndirori, “Nenguva yakaita seino ndichauya, Sara achava nomwanakomana.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Chitsidzo chacho chaiti: “Ndichadzoka nguva yakaita seino iyi, ipapo Sara achava nomwana mukomana.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Chitsidzo chacho chaiti: “Ndichadzoka nguva yakaita seino iyi, ipapo Sara achava nomwana mukomana.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Nokuti aya ndiwo mashoko echipikirwa: “Panguva yakatarwa ndichauya, uye Sara achava nomwanakomana.” See the chapter |