ƲaRoma 9:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Zvichireva kuti vana vaMwari havasiri avo vechizvarwa chenyama asi kuti vana vechitsidzo ndivo vanonzi vana vake chaivo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ndokuti haʋazi ʋana ʋenyama ʋari ʋana ʋaMŋari; asi ʋana ʋokupikirwa, ndiʋo ʋanonzi rudzi. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Ndokuti havazi vana venyama vari vana vaMwari; asi vana vokupikirwa, ndivo vanonzi rudzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Zvichireva kuti vana vaMwari havasiri avo vechizvarwa chenyama asi kuti vana vechitsidzo ndivo vanonzi vana vake chaivo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Zvichireva kuti vana vaMwari havasiri avo vechizvarwa chenyama asi kuti vana vechitsidzo ndivo vanonzi vana vake chaivo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Namamwe mashoko, havasi vana panyama vanova vana vaMwari, asi vana vechipikirwa ndivo vanonzi vana vaAbhurahama. See the chapter |