Online Bible

- Advertisements -

ƲaRoma 9:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Ndingatoda zvangu kuti iyeni pachangu ndipinde rushambwa uye kuti ndichekaniswe zvangu ukama naKristu pamusana pehama dzangu voukama nemi parudzi.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Nokuti ndaiɗa kuti ini ndimene ndiʋe munhu wakatukwa, wakaparadzaniswa naKristu nokuɗa kwehama dzaŋgu, iʋo ʋorudzi rwaŋgu panyama;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Nokuti ndaida kuti ini ndimene ndive munhu akatukwa, akaparadzaniswa naKristu nokuda kwehama dzangu, ivo vorudzi rwangu panyama;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Ndingatoda zvangu kuti iyeni pachangu ndipinde rushambwa uye kuti ndichekaniswe zvangu ukama naKristu pamusana pehama dzangu voukama nemi parudzi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Ndingatoda zvangu kuti iyeni pachangu ndipinde rushambwa uye kuti ndichekaniswe zvangu ukama naKristu pamusana pehama dzangu voukama nemi parudzi.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Nokuti ndinoshuva kuti dai ini pachangu ndaiva munhu akatukwa uye ndakaparadzaniswa naKristu nokuda kwehama dzangu, ivo vorudzi rwangu,

See the chapter Copy

ƲaRoma 9:3

Follow us:

Advertisements

Advertisements