ƲaRoma 7:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Zvino toti kudiiko? Toti here mutemo chitadzo? Kwete. Asiwo dai pasina mutemo, ndingadai ndisina kumboziva chinonzi chitadzo. Ndingadai ndisina kumboziva chinonzi kuchiva dai kuri kuti mutemo hauna kuti, “Usachive.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino ticatiyiko? Murairo ɀiʋi here? Haiȿa! Asi handizaiziʋa ɀiʋi kana murairo usaiʋa’po; nokuti handizaiziʋa kuciʋa, kana murairo usina‐kuti: Usaciʋa; See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Zvino tichatiiko? Murayiro zvivi here? Haisva! Asi handizaiziva zvivi kana murayiro usaivapo; nokuti handizaiziva kuchiva, kana murayiro usina kuti, “Usachiva;” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Zvino toti kudiiko? Toti here mutemo chitadzo? Kwete. Asiwo dai pasina mutemo, ndingadai ndisina kumboziva chinonzi chitadzo. Ndingadai ndisina kumboziva chinonzi kuchiva dai kuri kuti mutemo hauna kuti, “Usachive.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Zvino toti kudiiko? Toti here mutemo chitadzo? Kwete. Asiwo dai pasina mutemo, ndingadai ndisina kumboziva chinonzi chitadzo. Ndingadai ndisina kumboziva chinonzi kuchiva dai kuri kuti mutemo hauna kuti, “Usachive.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Zvino tichatiiko? Murayiro chivi here? Kwete! Zvirokwazvo ndingadai ndisina kuziva kuti chivi chii dai murayiro wakanga usipo. Nokuti ndingadai ndisina kuziva kuti kuchiva chii kudai murayiro usina kuti, “Usachiva.” See the chapter |