ƲaRoma 5:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvino zvatakaruramiswa neropa rake tichanunurwa zvikuru sei kuchirango chaMwari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino, ɀatakaruramiswa muropa rake, ticaponeswa ɀikuru sei naye pakutsamŋa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Zvino, zvatakaruramiswa muropa rake, tichaponeswa zvikuru sei naye pakutsamwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvino zvatakaruramiswa neropa rake tichanunurwa zvikuru sei kuchirango chaMwari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Zvino zvatakaruramiswa neropa rake tichanunurwa zvikuru sei kuchirango chaMwari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Zvino sezvo takaruramisirwa neropa rake, tichaponeswa zvikuru sei naye kubva pakutsamwa kwaMwari! See the chapter |