ƲaRoma 5:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Kwete izvozvo zvoga asi kuti tinotofara mumatambudziko edu nokuti tinoziva kuti kutambudzika kunopa munhu kutirira See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀisati ɀiri iɀo ɓedzi, asi ŋgatifare ʋo mumaɗambudziko, ticiziʋa kuti kutambudzika kunoʋuyisa kutsuŋgirira; See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Zvisati zviri izvo bedzi, asi ngatifarewo mumadambudziko, tichiziva kuti kutambudzika kunouyisa kutsungirira; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Kwete izvozvo zvoga asi kuti tinotofara mumatambudziko edu nokuti tinoziva kuti kutambudzika kunopa munhu kutirira See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Kwete izvozvo zvoga asi kuti tinotofara mumatambudziko edu nokuti tinoziva kuti kutambudzika kunopa munhu kutirira See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Kwete izvozvo bedzi, asi tinofarawo mumatambudziko edu, nokuti tinoziva kuti kutambudzika kunouyisa kutsungirira, See the chapter |