ƲaRoma 4:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 “Vakakomborerwa zvavo vakaregererwa kukanganisa kwavo, vane zvitadzo zvavo zvakafushirwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 aciti: Ʋakaropafadzwa ʋakakaŋganwirwa ɀisakarurama ɀaʋo, Naʋakafukidzirwa ɀiʋi ɀaʋo; See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 achiti, “Vakaropafadzwa vakaregererwa zvisakarurama zvavo, Navakafukidzirwa zvivi zvavo; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 “Vakakomborerwa zvavo vakaregererwa kukanganisa kwavo, vane zvitadzo zvavo zvakafushirwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 “Vakakomborerwa zvavo vakaregererwa kukanganisa kwavo, vane zvitadzo zvavo zvakafushirwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 “Vakaropafadzwa avo vakaregererwa zvakaipa zvavo, vakafukidzirwa zvivi zvavo. See the chapter |