Online Bible

- Advertisements -

ƲaRoma 4:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Ko Magwaro Matsvene anotii, “Anoti: Abhurahamu akatenda muna Mwari zvikaita kuti anzi akarurama.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Nokuti Rugwaro runoti kuɗiniko? Runoti: Abrahama wakatenda Mŋari, kukanzi kwaari ndiko kururama.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Nokuti Rugwaro runoti kudiniko? Runoti, “Abhurahamu akatenda Mwari, kukanzi kwaari ndiko kururama.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Ko Magwaro Matsvene anotii, “Anoti: Abhurahamu akatenda muna Mwari zvikaita kuti anzi akarurama.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Ko Magwaro Matsvene anotii, “Anoti: Abhurahamu akatenda muna Mwari zvikaita kuti anzi akarurama.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Ko, Rugwaro runoti kudiniko? “Abhurahama akatenda Mwari, uye kukanzi kwaari ndiko kururama.”

See the chapter Copy

ƲaRoma 4:3

Follow us:

Advertisements

Advertisements