ƲaRoma 3:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ko zvino kana nhema dzangu dzichiita kuti chokwadi chaMwari chinyatsobuda pachena, zvichiita kuti Mwari arumbidzwe, chandinopirwa mhosva yokuti ndiri mutadzi chii? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino kana ɀokwaɗi yaMŋari yawanzwa nenhema dzaŋgu, iye akakudzwa naɀo, ko neni ʋo ndicatoŋgerwei somutadzi? See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Zvino kana chokwadi chaMwari chawanzwa nenhema dzangu, iye akakudzwa nazvo, ko neniwo ndichatongerwei somutadzi? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ko zvino kana nhema dzangu dzichiita kuti chokwadi chaMwari chinyatsobuda pachena, zvichiita kuti Mwari arumbidzwe, chandinopirwa mhosva yokuti ndiri mutadzi chii? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Ko zvino kana nhema dzangu dzichiita kuti chokwadi chaMwari chinyatsobuda pachena, zvichiita kuti Mwari arumbidzwe, chandinopirwa mhosva yokuti ndiri mutadzi chii? See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Mumwe anogona kuti, “Zvino kana nhema dzangu dzichiita kuti chokwadi chaMwari chionekwe uye zvichizowedzera kukudzwa kwake, ko, sei ndichizotongwa somutadzi?” See the chapter |