ƲaRoma 3:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Kwete, hazvidaro, Mwari anofanira kuva pachokwadi kunyange vanhu vose vakave venhema, sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi, “Kana motaura, zvinobuda pachena kuti ndicho chokwadi kana mukapinzwa dare munobuda musina mhosva.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Haiȿa! Mŋari ŋgaaʋe waɀokwaɗi, asi ʋanhu ʋose ʋaʋe ʋenhema; seɀaɀakanyorwa, ɀicinzi: Kuti mururamiswe pamashoko enyu, Mukunde pakutoŋga kwenyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Haisva! Mwari ngaave wachokwadi, asi vanhu vose vave venhema; sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Kuti mururamiswe pamashoko enyu, Mukunde pakutonga kwenyu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Kwete, hazvidaro, Mwari anofanira kuva pachokwadi kunyange vanhu vose vakave venhema, sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi, “Kana motaura, zvinobuda pachena kuti ndicho chokwadi kana mukapinzwa dare munobuda musina mhosva.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Kwete, hazvidaro, Mwari anofanira kuva pachokwadi kunyange vanhu vose vakave venhema, sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi, “Kana motaura, zvinobuda pachena kuti ndicho chokwadi kana mukapinzwa dare munobuda musina mhosva.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Kwete, kwete! Mwari ngaave wechokwadi, asi vanhu vose vave venhema. Sezvazvakanyorwa zvichinzi: “Kuitira kuti munzi makarurama pamunotaura, uye mukunde pakutonga kwenyu.” See the chapter |