ƲaRoma 3:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ko ngatitii vamwe vavo vakanga vasina kutendeka? Kusatendeka kwavo kunoshaisha basa kutendeka kwaMwari here? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Nokuti ɀinoɗiniko kana ʋamŋe ʋasinokutenda? Ko kusatenda kwaʋo kucakonesa kutendeka kwaMŋari here? See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Nokuti zvinodiniko kana vamwe vasina kutenda? Ko kusatenda kwavo kuchakonesa kutendeka kwaMwari here? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ko ngatitii vamwe vavo vakanga vasina kutendeka? Kusatendeka kwavo kunoshaisha basa kutendeka kwaMwari here? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Ko ngatitii vamwe vavo vakanga vasina kutendeka? Kusatendeka kwavo kunoshaisha basa kutendeka kwaMwari here? See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Ko, kana vamwe vasina kutenda? Kusatenda kwavo kungakonesa kutendeka kwaMwari here? See the chapter |