ƲaRoma 2:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 MuJudha chaiye haasi muJudha wapamuromo, ndozvimwechetezvo nokudzingiswa kwechokwadi, hakusi kokuooneka kunze kana panyama. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Nokuti uyo haazi muJuda, uri muJuda pakuʋonekwa cete; nokudziŋgiswa hakuzi iko kunoʋonekwa, kuri panyama; See the chapterShona Bible 1949 revised 200228 Nokuti uyo haazi muJudha, ari muJudha pakuonekwa chete; nokudzingiswa hakuzi iko kunoonekwa, kuri panyama; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 MuJudha chaiye haasi muJudha wapamuromo, ndozvimwechetezvo nokudzingiswa kwechokwadi, hakusi kokuooneka kunze kana panyama. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona28 MuJudha chaiye haasi muJudha wapamuromo, ndozvimwechetezvo nokudzingiswa kwechokwadi, hakusi kokuooneka kunze kana panyama. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Munhu haasi muJudha kana ari muJudha anoonekwa kunze chete, uye kudzingiswa hakuzi kwokunze kana kwapanyama chete. See the chapter |