ƲaRoma 2:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Kana iwe uchiti munhu haafaniri kuita upombwe ndiwe woita upombwe here? Iwe unovenga zvifananidzo ndiwe wondopamba zviri mumaTemberi here? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Iwe unoti munhu arege kuita ʋupombge, unoitireiko ʋupombge iwe? Iwe unosema ɀifananidzo, unoɓireiko iwe tembere dzaʋo? See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Iwe unoti munhu arege kuita, “Upombwe,” unoitireiko upombwe iwe? Iwe unosema zvifananidzo, unobireiko iwe temberi dzavo? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Kana iwe uchiti munhu haafaniri kuita upombwe ndiwe woita upombwe here? Iwe unovenga zvifananidzo ndiwe wondopamba zviri mumaTemberi here? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Kana iwe uchiti munhu haafaniri kuita upombwe ndiwe woita upombwe here? Iwe unovenga zvifananidzo ndiwe wondopamba zviri mumaTemberi here? See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Iwe unoti vanhu havafaniri kuita upombwe, unoita upombwe here? Iwe unosema zvifananidzo, unoba mutemberi dzavo here? See the chapter |