ƲaRoma 2:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 kana uchigona kudzora mapenzi uye uri murairidzi wavana uchiziva kuti mumutemo ndimo muno ruzivo rwose nechokwadi, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 nomurairi wamapenzi, nomudzidzisi waʋacece, ɀaunomufananidzo wokuziʋa noweɀokwaɗi pamurairo; See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 nomurayiri wamapenzi, nomudzidzisi wavacheche, zvauno mufananidzo wokuziva nowechokwadi pamurayiro; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 kana uchigona kudzora mapenzi uye uri murairidzi wavana uchiziva kuti mumutemo ndimo muno ruzivo rwose nechokwadi, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 kana uchigona kudzora mapenzi uye uri murairidzi wavana uchiziva kuti mumutemo ndimo muno ruzivo rwose nechokwadi, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 murairidzi wamapenzi, mudzidzisi wavacheche, nokuti zvauine, mumurayiro, mufananidzo woruzivo nechokwadi, See the chapter |