ƲaRoma 2:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 uchizivawo kuda kwake, uchikwanisa kusarudza chakanaka nokuti unenge wakadzidziswa zvomutemo, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 unoziʋa kuɗa kwake, nokutsaura kuti ɀakanaka ndeɀipi, ucidzidziswa nomurairo, See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 unoziva kuda kwake, nokutsaura kuti zvakanaka ndezvipi, uchidzidziswa nomurayiro, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 uchizivawo kuda kwake, uchikwanisa kusarudza chakanaka nokuti unenge wakadzidziswa zvomutemo, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 uchizivawo kuda kwake, uchikwanisa kusarudza chakanaka nokuti unenge wakadzidziswa zvomutemo, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 kana uchiziva kuda kwake uye uchiziva kuti zvakanaka ndezvipi zvaunodzidziswa nomurayiro; See the chapter |