ƲaKorose 4:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ndamutumira pamwechete naOnesimo hama yakatendeka yapamwoyo, mumwe wenyu. Vachakutaurirai zvose zvakaitika kuno. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 pamŋe cete naOnesimo, hama yakatendeka, inoɗikanwa, mumŋe wokwenyu. Iʋo ʋacakuziʋisai ɀose ɀapano. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 pamwechete naOnesimo, hama yakatendeka, inodikanwa, mumwe wokwenyu. Ivo vachakuzivisai zvose zvapano. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ndamutumira pamwechete naOnesimo hama yakatendeka yapamwoyo, mumwe wenyu. Vachakutaurirai zvose zvakaitika kuno. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ndamutumira pamwechete naOnesimo hama yakatendeka yapamwoyo, mumwe wenyu. Vachakutaurirai zvose zvakaitika kuno. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ari kuuya pamwe chete naOnesimasi, hama yedu yakatendeka uye inodikanwa, anova mumwe wenyu. Vachakuudzai zvose zviri kuitika kuno. See the chapter |