ƲaKorose 2:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 mudzike midzi maari makavakwa paari makanyatsosimba kumira muchitendero sokudzidziswa kwamakaitwa muchiwanzotenda. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 munemidzi yenyu nokuʋakwa kwenyu maari, makasimbiswa pakutenda, seɀamakadzidziswa, mucinyanya kuʋoŋga. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 mune midzi yenyu nokuvakwa kwenyu maari, makasimbiswa pakutenda, sezvamakadzidziswa, muchinyanya kuvonga. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 mudzike midzi maari makavakwa paari makanyatsosimba kumira muchitendero sokudzidziswa kwamakaitwa muchiwanzotenda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 mudzike midzi maari makavakwa paari makanyatsosimba kumira muchitendero sokudzidziswa kwamakaitwa muchiwanzotenda. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 mune midzi uye makavakwa maari, makasimbiswa mukutenda sezvamakadzidziswa, uye muzere nokuvonga. See the chapter |