Online Bible

- Advertisements -

ƲaKorose 2:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Izvozvo vachitaura nezvezvinhu zvinopera pazvinoshandiswa muchitevera mirau nezvidzidziso zvavanhu.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 (iɀi ɀose ɀinofanira kuparadzwa kana ɀoɓatwa naɀo); muciteʋera mirairo nedzidziso dzaʋanhu?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

22 izvi zvose zvinofanira kuparadzwa kana zvobatwa nazvo; muchitevera mirayiro nedzidziso dzavanhu?

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Izvozvo vachitaura nezvezvinhu zvinopera pazvinoshandiswa muchitevera mirau nezvidzidziso zvavanhu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Izvozvo vachitaura nezvezvinhu zvinopera pazvinoshandiswa muchitevera mirau nezvidzidziso zvavanhu.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Izvi zvose zvichaparadzwa nokubata kwazvo, nokuti zvakavakwa pamirayiro yavanhu nokudzidzisa kwavanhu.

See the chapter Copy

ƲaKorose 2:22

Follow us:

Advertisements

Advertisements