Online Bible

- Advertisements -

ƲaHeberu 9:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Uyu waiva muenzaniso wakananga zvenguva ino. Samamiriro akaita zvinhu izvi, zvipo nezvibayiro zvinopirwa asi hazvigone kunatsa hana yaanopira wacho,

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 wakaŋga uri mufananidzo weŋguʋa ino — ʋanoɓayira nayo ɀipo neɀiɓayiro, ɀisiŋgagoni kukwanisa pahana yake iye unoshumira;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 wakanga uri mufananidzo wenguva ino vanobayira nayo zvipo nezvibayiro, zvisingagoni kukwanisa pahana yake iye anoshumira;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Uyu waiva muenzaniso wakananga zvenguva ino. Samamiriro akaita zvinhu izvi, zvipo nezvibayiro zvinopirwa asi hazvigone kunatsa hana yaanopira wacho,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Uyu waiva muenzaniso wakananga zvenguva ino. Samamiriro akaita zvinhu izvi, zvipo nezvibayiro zvinopirwa asi hazvigone kunatsa hana yaanopira wacho,

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Uyu mufananidzo wenguva ino, zvichireva kuti zvipo nezvibayiro zvaibayirwa zvakanga zvisingagoni kuchenesa hana yaiye ainamata.

See the chapter Copy

ƲaHeberu 9:9

Follow us:

Advertisements

Advertisements