ƲaHeberu 9:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Kana pane zvakanyorwawo nomufi zvenhaka, panotofanira kuzivikanwa kuti akanyora zvenhaka akafa here kana kuti kwete. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Nokuti apo panetestamente, panofanira kuʋa’po ʋo rufu rwaiye wakaiita. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Nokuti apo pane chido chenhaka, panofanira kuvapowo rufu rwaiye wakachiita. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Kana pane zvakanyorwawo nomufi zvenhaka, panotofanira kuzivikanwa kuti akanyora zvenhaka akafa here kana kuti kwete. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Kana pane zvakanyorwawo nomufi zvenhaka, panotofanira kuzivikanwa kuti akanyora zvenhaka akafa here kana kuti kwete. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Nokuti kana iri nhaka yakanyorwa, panofanira kuvapowo nechokwadi chorufu rwaiye akaiita, See the chapter |