ƲaHeberu 8:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Chichange chisina kufanana nechitenderano chiya chandakaita namadzitateguru avo, pazuva randakavabata ruoko ndichivaburitsa munyika yeIjipiti nokuti havana kuenderera mberi nechitenderano changu navo nokudaro handina kuzoita hanya navo.” Ndizvo zviri kutaura Tenzi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Isina‐kuita sesuŋgano yandakaita namadziɓaɓa aʋo, Pazuʋa randakaɓata ruʋoko rwaʋo, kuti ndiʋaɓuɗise munyika yeEgipita; Nokuti haʋana‐kurambira musuŋgano yaŋgu, Neni ndikasaʋa nehanya naʋo, ndiɀo ɀinotaura Ishe. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Isina kuita sesungano yandakaita namadzibaba avo, Pazuva randakabata ruoko rwavo, kuti ndivabudise munyika yeIjipiti; Nokuti havana kurambira musungano yangu, Neni ndakasava nehanya navo, ndizvo zvinotaura Ishe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Chichange chisina kufanana nechitenderano chiya chandakaita namadzitateguru avo, pazuva randakavabata ruoko ndichivaburitsa munyika yeIjipiti nokuti havana kuenderera mberi nechitenderano changu navo nokudaro handina kuzoita hanya navo.” Ndizvo zviri kutaura Tenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Chichange chisina kufanana nechitenderano chiya chandakaita namadzitateguru avo, pazuva randakavabata ruoko ndichivaburitsa munyika yeIjipiti nokuti havana kuenderera mberi nechitenderano changu navo nokudaro handina kuzoita hanya navo.” Ndizvo zviri kutaura Tenzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Haichazovi sesungano yandakaita namadzitateguru avo, pandakavabata noruoko kuti ndivabudise kubva muIjipiti, nokuti havana kuramba vakatendeka kusungano yangu, neniwo ndakavasiya, ndizvo zvinotaura Ishe. See the chapter |