ƲaHeberu 7:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Apa zvegumi, zvinopiwa kuvanhu vanofa, pamwe apo, zvinopiwa kune anopupurirwa kuti mupenyu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋuye pano, ʋanhu, ʋanofa, ʋanopiwa ɀegumi; asi apo uyo unopiwa, unopupurirwa ɀicinzi mupenyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Uye pano, vanhu vanofa, vanopiwa zvegumi; asi apo uyo anopiwa, anopupurirwa zvichinzi mupenyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Apa zvegumi, zvinopiwa kuvanhu vanofa, pamwe apo, zvinopiwa kune anopupurirwa kuti mupenyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Apa zvegumi, zvinopiwa kuvanhu vanofa, pamwe apo, zvinopiwa kune anopupurirwa kuti mupenyu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Panyaya iyi yokutanga, chegumi chinotorwa navanhu vanofa; asi pane imwe nyaya iyi chinotorwa naiye anonzi mupenyu. See the chapter |