ƲaHeberu 7:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Hazvina angarambe kuti mudiki ndiye anokomborerwa nomukuru kwaari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino hatiŋgarambi kuti muɗuku ndiye unoropafadzwa nounopfuʋura nokunaka. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Zvino hatingarambi kuti muduku ndiye anoropafadzwa noanopfuura nokunaka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Hazvina angarambe kuti mudiki ndiye anokomborerwa nomukuru kwaari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Hazvina angarambe kuti mudiki ndiye anokomborerwa nomukuru kwaari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Uye hapana kukahadzika kuti muduku anoropafadzwa neakamupfuura paukuru. See the chapter |