ƲaHeberu 7:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Abhurahamu akamupa chegumi chezvinhu zvake zvose. Kana zita rake rotsanangurwa, pokutanga rinoreva kuti ndiMambo woururami, rinorevawo kuti ndiMambo weSaremu, zvichireva kuti Mambo worugare. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Abrahama akamupa ʋo cegumi ceɀose; iye pakutaŋga ari mambo wokururama, kana ɀicishandurwa, ʋuye ɀe, mambo weSaremi, ndokuti, mambo worugare; See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Abhurahamu akamupawo chegumi chezvose; iye pakutanga ari mambo wokururama, kana zvichishandurwa, uyezve, mambo weSaremi, ndokuti, mambo worugare; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Abhurahamu akamupa chegumi chezvinhu zvake zvose. Kana zita rake rotsanangurwa, pokutanga rinoreva kuti ndiMambo woururami, rinorevawo kuti ndiMambo weSaremu, zvichireva kuti Mambo worugare. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Abhurahamu akamupa chegumi chezvinhu zvake zvose. Kana zita rake rotsanangurwa, pokutanga rinoreva kuti ndiMambo woururami, rinorevawo kuti ndiMambo weSaremu, zvichireva kuti Mambo worugare. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 uye Abhurahama akamupa chegumi chezvinhu zvose. Kutanga zita rake rinoreva kuti, “mambo wokururama”; uyezve, “mambo weSaremu” zvinoreva kuti, “mambo woRugare.” See the chapter |