ƲaHeberu 6:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Kunyange zvedu tichitaura nomutowo iwoyu, asi kwamuri, vadikanwi, tinechokwadi chokuti munezvinhu zviri nani zvoruponeso. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Asi ʋaɗikanwa, kunyaŋge ticitaura kuɗai, tinoziʋa kwaɀo pamsoro penyu ɀinhu ɀinopfuʋura nokunaka, ɀinoisa kukuponeswa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Asi vadikanwi, kunyange tichitaura kudai, tinoziva kwazvo pamusoro penyu zvinhu zvinopfuura nokunaka, zvinoisa kukuponeswa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Kunyange zvedu tichitaura nomutowo iwoyu, asi kwamuri, vadikanwi, tinechokwadi chokuti munezvinhu zviri nani zvoruponeso. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Kunyange zvedu tichitaura nomutowo iwoyu, asi kwamuri, vadikanwi, tinechokwadi chokuti munezvinhu zviri nani zvoruponeso. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Kunyange zvazvo tichitaura sezvizvi, hama dzinodikanwa, tinoziva kwazvo kuti kwamuri kuchabva zvinhu zviri nani, zvinhu zvinoshanda pamwe chete noruponeso. See the chapter |