ƲaHeberu 6:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 nezvidzidzo zvoruombeko rwakasiyana–siyana, kana nezvokuisa vanhu maoko pamusoro, kana kutiwo nezvokumuka kwavakafa, kana nezvokutongwa kunogara nokusingaperi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 nedzedzidziso yokubapatidza, nedzokuisa maʋoko, nedzokumuka kwaʋakafa, nedzokutoŋgwa kusiŋgaperi. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 nedzedzidziso yokubhabhatidza, nedzokuisa maoko, nedzokumuka kwavakafa, nedzokutongwa kusingaperi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 nezvidzidzo zvoruombeko rwakasiyana–siyana, kana nezvokuisa vanhu maoko pamusoro, kana kutiwo nezvokumuka kwavakafa, kana nezvokutongwa kunogara nokusingaperi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 nezvidzidzo zvoruombeko rwakasiyana–siyana, kana nezvokuisa vanhu maoko pamusoro, kana kutiwo nezvokumuka kwavakafa, kana nezvokutongwa kunogara nokusingaperi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 dzidziso pamusoro pokubhabhatidzwa nedzokuisa maoko pamusoro, dzokumuka kubva kuvakafa, uye nedzokutongwa kusingaperi. See the chapter |