ƲaHeberu 5:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Paakanga zvino, aitwa munhu akaruramisisa akazova musakisi woruponeso kuna vose vanomuteerera, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 akati akwaniswa, akazoʋa muʋambi wokuponeswa kusiŋgaperi kunaʋose ʋanomuterera; See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 akati akwaniswa, akazova muvambi wokuponeswa kusingaperi kuna vose vanomuteerera; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Paakanga zvino, aitwa munhu akaruramisisa akazova musakisi woruponeso kuna vose vanomuteerera, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Paakanga zvino, aitwa munhu akaruramisisa akazova musakisi woruponeso kuna vose vanomuteerera, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 uye akati akwaniswa, akazova muvambi wokuponeswa kusingaperi kuna vose vanomuteerera See the chapter |