ƲaHeberu 5:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Kunyange akanga ari Mwanakomana, nokutambudzika kwaakaita, akadzidza kuti chinonzi kuteerera chii. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 kunyaŋge aiʋa Mŋanakomana, wakadzidza kuterera neɀaakatambudzika; See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 kunyange aiva Mwanakomana, akadzidza kuteerera nezvaakatambudzika; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Kunyange akanga ari Mwanakomana, nokutambudzika kwaakaita, akadzidza kuti chinonzi kuteerera chii. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Kunyange akanga ari Mwanakomana, nokutambudzika kwaakaita, akadzidza kuti chinonzi kuteerera chii. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Kunyange zvake akanga ari mwanakomana, akadzidza kuteerera kubva pakutambudzika kwake See the chapter |