ƲaHeberu 5:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Pamazuva ake paakanga achinomuviri wake, Jesu akanamata nokuteterera achichema kwazvo nezwi guru aine misodzi padama kuna iye aigona kumununura kurufu. Chichemo chake chakanzwika, nokuti aive ari anotya Mwari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Iye, pamazuʋa enyama yake, wakaʋuya kunaiye wakaŋga acigona kumurwira parufu, neminyeŋgetero nemikumbiro, acicema nokucema kukuru nemisodzi, akanzwika nokuɗa kwokutya kwake Mŋari; See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Iye, pamazuva enyama yake, akauya kuna iye akanga achigona kumurwira parufu, neminyengetero nemikumbiro, achichema nokuchema kukuru nemisodzi, akanzwika nokuda kwokutya kwake Mwari; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Pamazuva ake paakanga achinomuviri wake, Jesu akanamata nokuteterera achichema kwazvo nezwi guru aine misodzi padama kuna iye aigona kumununura kurufu. Chichemo chake chakanzwika, nokuti aive ari anotya Mwari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Pamazuva ake paakanga achinomuviri wake, Jesu akanamata nokuteterera achichema kwazvo nezwi guru aine misodzi padama kuna iye aigona kumununura kurufu. Chichemo chake chakanzwika, nokuti aive ari anotya Mwari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Pamazuva oupenyu hwaJesu panyika, akauya kuna iye akanga achigona kumurwira parufu neminyengetero nemikumbiro, achichema nokuchema kukuru nemisodzi, uye akanzwika nokuda kwokutya kwake Mwari. See the chapter |