ƲaHeberu 5:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Hakuna munhu anoita zvokuzvipa hukuru ihohu iye pachake, asi kuti anotodaidzwa naMwari sezvakaitwa Aroni. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Hakunomunhu uŋgaɀitorera ɓasa iri rinokudzwa, asi kana aciɗanwa naMŋari saiye Aroni. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Hakuna munhu angazvitorera basa iri rinokudzwa, asi kana achidanwa naMwari saiye Aroni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Hakuna munhu anoita zvokuzvipa hukuru ihohu iye pachake, asi kuti anotodaidzwa naMwari sezvakaitwa Aroni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Hakuna munhu anoita zvokuzvipa hukuru ihohu iye pachake, asi kuti anotodaidzwa naMwari sezvakaitwa Aroni. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Hapana munhu anozvipa kukudzwa uku; anofanira kudanwa naMwari, sezvakaitwa Aroni. See the chapter |