ƲaHeberu 5:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ndokusaka achifanira kuti apire zvibayiro zvokuripira zvitadzo zvake pachake nezvitadzo zvavanhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Nemhaka iyo iye amene unofanira kuɀiɓayira pamsoro peɀiʋi ɀake, seɀaanoɓayira ɀaʋanhu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Nemhaka iyo iye amene anofanira kuzvibayira pamusoro pezvivi zvake, sezvaanobayira zvavanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ndokusaka achifanira kuti apire zvibayiro zvokuripira zvitadzo zvake pachake nezvitadzo zvavanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Ndokusaka achifanira kuti apire zvibayiro zvokuripira zvitadzo zvake pachake nezvitadzo zvavanhu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Ndokusaka achifanira kupa zvibayiro zvezvivi zvake, pamwe chete nezvezvivi zvavanhu. See the chapter |