ƲaHeberu 3:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Aiva munhu wakatendeka kuna iye wakamusarudza; sokutendekawo kwakanga kwakaita Mosesi mumba maMwari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 wakaŋga akatendeka kunaiye wakamugadza, saMosesi ʋo muimba yake yose. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 akanga akatendeka kuna iye akamugadza, saMosesiwo mumhuri yake yose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Aiva munhu wakatendeka kuna iye wakamusarudza; sokutendekawo kwakanga kwakaita Mosesi mumba maMwari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Aiva munhu wakatendeka kuna iye wakamusarudza; sokutendekawo kwakanga kwakaita Mosesi mumba maMwari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Akanga akatendeka kuna iye akamugadza, saMozisi akanga akatendeka muimba yose yaMwari. See the chapter |