ƲaHeberu 2:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Kwechinguvana mukamuita kuti ave mudiki kuvatumwa, mukamupfekedza ndaza nembiri norukudzo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Makamuita muɗuku ɀishoma kuʋatumŋa, Makamushoŋgedza korona yokubginya nokukudzwa, See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Makamuita muduku zvishoma kuvatumwa, Makamushongedza korona yokubwinya nokukudzwa, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Kwechinguvana mukamuita kuti ave mudiki kuvatumwa, mukamupfekedza ndaza nembiri norukudzo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Kwechinguvana mukamuita kuti ave mudiki kuvatumwa, mukamupfekedza ndaza nembiri norukudzo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Makamuita muduku zvishoma kuvatumwa; makamushongedza korona yokubwinya nokukudzwa See the chapter |