ƲaHeberu 2:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Mwari haana kuisa pasi pavatumwa nyika ichauya, yatiri kutaura nezvayo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nokuti nyika, inozoʋuya, yatinoreʋa, haana‐kuiisa pasi paʋatumŋa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Nokuti nyika inozouya, yatinoreva, haana kuiisa pasi pavatumwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Mwari haana kuisa pasi pavatumwa nyika ichauya, yatiri kutaura nezvayo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Mwari haana kuisa pasi pavatumwa nyika ichauya, yatiri kutaura nezvayo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Hapazi pasi pavatumwa pakaiswa nyika inouya, yatiri kutaura nezvayo. See the chapter |