ƲaHeberu 2:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Nokuti iye pachake akatambudzika akaedzwa, anokwanisawo kubatsira avo vanoedzwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Nokuti ɀaakatambudzika iye amene pakuidzwa kwake, unogona kuɓatsira ʋanoidzwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Nokuti zvaakatambudzika iye amene pakuedzwa kwake, anogona kubatsira vanoedzwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Nokuti iye pachake akatambudzika akaedzwa, anokwanisawo kubatsira avo vanoedzwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Nokuti iye pachake akatambudzika akaedzwa, anokwanisawo kubatsira avo vanoedzwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Nokuti iye amene akatambudzika paakaedzwa, anokwanisa kubatsira vanoedzwa. See the chapter |