ƲaHeberu 2:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Zviri pachena wani kuti vaakatora akabatsira havasi vatumwa asi vana vechizvarwa chaAbhurahamu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Nokuti ɀirokwaɀo, haaɓatsiri ʋatumŋa, asi unoɓatsira ʋana ʋaAbrahama. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Nokuti zvirokwazvo, haabatsiri vatumwa, asi anobatsira vana vaAbhurahamu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Zviri pachena wani kuti vaakatora akabatsira havasi vatumwa asi vana vechizvarwa chaAbhurahamu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Zviri pachena wani kuti vaakatora akabatsira havasi vatumwa asi vana vechizvarwa chaAbhurahamu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Nokuti zvirokwazvo havasi vatumwa vaakabatsira, asi zvizvarwa zvaAbhurahama. See the chapter |