ƲaHeberu 2:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 paya paanoti, “Ndichaparidza zita renyu kuhama dzangu, ndichakurumbidzai ndiri mukati meSangano.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀaanoti: Ndicaparidzira hama dzaŋgu zita renyu, Ndicakuimbirai pakati pekereke. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Zvaanoti, “Ndichaparidzira hama dzangu zita renyu, Ndichakuimbirai pakati pekereke.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 paya paanoti, “Ndichaparidza zita renyu kuhama dzangu, ndichakurumbidzai ndiri mukati meSangano.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 paya paanoti, “Ndichaparidza zita renyu kuhama dzangu, ndichakurumbidzai ndiri mukati meSangano.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Anoti, “Ndichaparidza zita renyu kuhama dzangu; pamberi peungano ndichaimba nziyo dzokukurumbidzai.” See the chapter |