ƲaHeberu 2:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Nokuti iye munatsi wavanhu, naivo vakanatswa, vanobva padzinde rimwechete. Ndokusaka asinganyari kuvati hama, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Nokuti uyo, unoʋaita ʋatȿene, naiʋo ʋanoitwa ʋatsene, ʋose ʋakabva kunomumŋe; nemhaka iyi haanenyadzi kuʋaidza hama, See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Nokuti uyo, anovaita vatsvene, naivo vanoitwa vatsvene, vose vakabva kunomumwe; nemhaka iyi haana nyadzi kuvaidza hama, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Nokuti iye munatsi wavanhu, naivo vakanatswa, vanobva padzinde rimwechete. Ndokusaka asinganyari kuvati hama, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Nokuti iye munatsi wavanhu, naivo vakanatswa, vanobva padzinde rimwechete. Ndokusaka asinganyari kuvati hama, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Vose, iye anoita kuti vanhu vave vatsvene uye avo vanoitwa vatsvene ndevemhuri imwe chete. Saka Jesu haana nyadzi kuti avaidze hama. See the chapter |