ƲaHeberu 13:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Musarege kugamuchira vaenzi zvakanaka nokuti nokuita izvozvo vamwe vakachengeta vatumwa vasingavazivi kuti vatumwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Musakaŋganwa kuitira ʋaeni ruɗo; nokuti ʋaciɗaro ʋamŋe ʋakagarisa ʋatumŋa mumba, ʋasiŋgaɀiziʋi. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Musakanganwa kuitira vaeni rudo; nokuti vachidaro vamwe vakagarisa vatumwa mumba, vasingazvizivi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Musarege kugamuchira vaenzi zvakanaka nokuti nokuita izvozvo vamwe vakachengeta vatumwa vasingavazivi kuti vatumwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Musarege kugamuchira vaenzi zvakanaka nokuti nokuita izvozvo vamwe vakachengeta vatumwa vasingavazivi kuti vatumwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Musakanganwa kuitira vaeni rudo, nokuti vamwe mukuita izvi vakashumira vatumwa vasingazvizivi. See the chapter |