ƲaHeberu 11:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Nokuti nechitendero vanhu vakare vakanzi naMwari vanhu kwavo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Nokuti naiko ʋanhu ʋakare ʋakapupurirwa ɀakanaka. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Nokuti naiko vanhu vakare vakapupurirwa zvakanaka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Nokuti nechitendero vanhu vakare vakanzi naMwari vanhu kwavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Nokuti nechitendero vanhu vakare vakanzi naMwari vanhu kwavo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Nokuti izvi ndizvo zvakaita kuti vanhu vekare vapupurirwe zvakanaka. See the chapter |